Muparidzi 9:10
Muparidzi 9:10 SUB1949
Ɀose ɀinowana ruʋoko rwako, kuti ruɀiite, uɀiite nesimba rako rose; nokuti hakuneɓasa, kana zano, kana ziʋo, kana ʋucenjeri paSheori kwaunoenda.