Muparidzi 9:10
Muparidzi 9:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvose zvinowanikwa noruoko rwako kuti ruzviite, zviite nesimba rako rose, nokuti muguva, mauri kuenda, hamuna kushanda kana kuronga, kana ruzivo kana uchenjeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 9Muparidzi 9:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chaunenge wagona kuita namaoko ako chiite nesimba rako rose nokuti kunzvimbo yavafi kwauri kuenda hakuna basa kana pfungwa kana ruzivo kana ungwaru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 9Muparidzi 9:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvose zvinowana ruoko rwako, kuti ruzviite, uzviite nesimba rako rose; nokuti hakune basa, kana zano, kana zivo, kana uchenjeri paSheori kwaunoenda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 9