Muparidzi 9:5
Muparidzi 9:5 SUB1949
Nokuti ʋapenyu ʋanoziʋa kuti ʋacazofa, asi ʋakafa haʋana‐caʋanoziʋa, kunyaŋge nomuɓairo haʋacina; nokuti haʋacaraŋgarirwi.