Muparidzi 9:5
Muparidzi 9:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chandinodariro ndechokuti vapenyu vanoziva kuti vachafa asi vakafa havana zvavanoziva. Mubayiro havachisina uye zvokuyeukwa hapachina.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 9Muparidzi 9:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachafa, asi vakafa havana chavanoziva; havachinazve mumwe mubayiro, uye nokurangarirwa kwavo kwakanganikwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 9Muparidzi 9:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa, asi vakafa havana chavanoziva, kunyange nomubayiro havachina; nokuti havacharangarirwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 9