Muparidzi 9:9
Muparidzi 9:9 SUB1949
Gara nomufaro nomukadzi wako, waunoɗa, mazuʋa ako ose asinamaturo, aakakupa pasi pezuʋa, mazuʋa ako ose asinamaturo; nokuti ndiwo mugoʋe wako paʋupenyu, ʋuye pakuɓata kwako kwaunoɓata pasi pezuʋa.