Muparidzi 9:9
Muparidzi 9:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Fadzwa noupenyu hwako nomukadzi wako waunoda, mazuva ose oupenyu huno husina maturo Mwari hwaakakupa pasi pezuva, mazuva ose asina maturo. Nokuti uyu ndiwo mugove wako muupenyu uye mukushanda kwako nesimba pasi pezuva.
Muparidzi 9:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Gara uchifara nomukadzi wepamwoyo pako mazuva ako ose ohupenyu hwako husina maturo aakakupa pasi pedenga nokuti ndiwo mugove wako paupenyu uye pabasa rako raunoshingaira kuita pasi pedenga.
Muparidzi 9:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Gara nomufaro nomukadzi wako, waunoda, mazuva ako ose asina maturo, aakakupa pasi pezuva, mazuva ako ose asina maturo; nokuti ndiwo mugove wako paupenyu, uye pakubata kwako kwaunobata pasi pezuva.
Muparidzi 9:9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Gara nomufaro nomukadzi wako, waunoɗa, mazuʋa ako ose asinamaturo, aakakupa pasi pezuʋa, mazuʋa ako ose asinamaturo; nokuti ndiwo mugoʋe wako paʋupenyu, ʋuye pakuɓata kwako kwaunoɓata pasi pezuʋa.