Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Estere 10:3

Estere 10:3 SUB1949

Nokuti Mordekai muJuda wakaŋga ari wecipiri paʋushe aciteʋera mambo Ahashveroshi; waiʋa mukuru pakati paʋaJuda, akaɗikanwa naʋazhinji ʋehama dzake; waitȿakira ʋanhu ʋake ɀakanaka, acitaurira rudzi rwake rwose ɀorugare.

Verenga chikamu Estere 10