Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 2:2-3

Ezekieri 2:2-3 SUB1949

Ɀino wakati acitaura neni, Mŋeya ndokupinda mukati maŋgu, akandimisa namakumbo aŋgu; ndikanzwa wakaŋga acitaura neni. Iye akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, ndinokutumira kuʋana ʋaIsraeri, kumarudzi anomukira simba, akandimukira simba ini; iʋo namadziɓaɓa aʋo ʋakandiɗarikira, kuȿikira zuʋa ranhasi.

Verenga chikamu Ezekieri 2