Ezekieri 7
7
Kuguma kwaIsraeri.
1Ɀino shoko raJehova rakaȿika kwandiri, riciti: 2Iwe, mŋanakomana womunhu, ɀanzi naShe Jehova kunyika yaIsraeri: Kuguma, kuguma kwaȿika pamakona manna enyika. 3Ɀino kuguma kwaȿika kwauri, ini ndicatuma kutsamŋa kwaŋgu pamsoro pako, ndicakutoŋga ɀakafanira nzira dzako; ndicaʋuyisa pamsoro pako ɀinonyaŋgadza ɀako ɀose. 4Ziso raŋgu hariŋgakupembedzi, handiŋgaʋi netsitsi ʋo; asi ndicaʋuyisa nzira dzako pamsoro pako, neɀinonyaŋgadza ɀako ɀicaʋa pakati pako; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova.
5Ɀanzi naShe Jehova: Njodzi, njodzi imŋe cete, tarirai, inoʋuya. 6Kuguma kwaȿika, kuguma kwaȿika; kunokumukira maŋgwanani; tarirai, kwaȿika. 7Dzoro rako raȿika, iwe ugere panyika; ŋguʋa yaȿika, zuʋa raʋa pedyo, zuʋa reɓope, risati riri rokupururudza pamsoro pamakomo. 8Ɀino ndobva ndoɗururira hasha dzaŋgu pamsoro pako, ndicapedza kutsamŋa kwaŋgu pamsoro pako, nokukutoŋga ɀakafanira nzira dzako; ndicaʋuyisa ɀinonyaŋgadza ɀako ɀose pamsoro pako. 9Ziso raŋgu hariŋgapembedzi, handiŋgaʋi netsitsi ʋo; ndicaʋuyisa pamsoro pako ɀakafanira nzira dzako; ɀinonyaŋgadza ɀako ɀicaʋa pakati pako; ɀino mucaziʋa kuti ini Jehova ndinoroʋa. 10Tarirai zuʋa, tarirai roȿika; dzoro rako raɓuɗa; shamhu yatumbuka, kuɀikudza kwaɓukira. 11Kuita nesimba kwamuka, kwaita shamhu yeɀakashata; hakunacicasara kwaʋari, kana paʋanhu ʋaʋo ʋazhinji, kana pafuma yaʋo; hakuŋgaʋi necinhu cakanaka pakati paʋo. 12Ŋguʋa yaȿika, zuʋa raʋa pedyo; muteŋgi ŋgaarege kufara, muteŋgesi ŋgaarege kucema; nokuti kutsamŋa kuri pamsoro paʋanhu ʋose ʋenyika. 13Nokuti muteŋgesi haaŋgadzokeri kunecakateŋgeswa, kunyaŋge ʋaciri ʋapenyu; nokuti ɀakaʋonekwa pamsoro paʋazhinji ʋose ʋenyika haɀiŋgadzoswi; hakuna‐uŋgaɀisimbisa neɀakaipa ɀiri pamugarire wake. 14Ʋakaridza hwamanda, ʋakagadzira ɀose, asi hakunaunoenda kundorwa; nokuti kutsamŋa kwaŋgu kuri pamsoro paʋazhinji ʋose ʋenyika. 15Munondo uri kunze, hosha yakaipa nenzara ɀiri mukati; uri kusaŋgo ucaʋurawa nomunondo; uri muguta ucapedzwa nenzara nehosha yakaipa. 16Asi ʋanopukunyuka pakati paʋo ʋacapukunyuka; ʋacaʋa pamakomo senjiʋa dzemipata, ʋacicema ʋose, mumŋe nomumŋe pamsoro peɀakaipa ɀake. 17Maʋoko ose acashaiwa simba, mabvi ose acati rukutu semvura. 18Ʋacaɀisuŋga ɀiʋuno namasaga, ʋacafukidzwa nokutya kukuru, kunyara kucaʋa paɀiso ɀose, nemhazha pamisoro yaʋo yose. 19Ʋacarasha sirveri yaʋo panzira dzomumusha, nendarama yaʋo icaʋa secinhu cisino‐kunaka; sirveri yaʋo nendarama yaʋo haɀiŋgagoni kuʋarwira nezuʋa rokutsamŋa kwaJehova; haɀiŋgagutisi mŋeya yaʋo kana kuzadza ʋura bgaʋo, nokuti ndico caiʋa cigumbuso ceɀakaipa ɀaʋo. 20Kana ʋuri ʋukomba bgaʋo bgakanaka, ʋakaita manyawi naɀo; asi ʋakaita naɀo ɀifananidzo ɀeɀinonyaŋgadza ɀaʋo neɀeɀinosemesa ɀaʋo; naiɀoɀo ndakaciita kwaʋari secinhu cisino‐kunaka. 21Ndicaciisa mumaʋoko aʋatorwa ciʋe cinhu cakatapxa, nokunaʋakaipa ʋenyika ciʋe cinhu cakapambga, iʋo ʋacaciȿiɓisa. 22Ndicaramba ʋo kuʋatarira neciso caŋgu, ʋacaȿiɓisa fuma yaŋgu; mbava dzicapinda’mo, dziciiȿiɓisa. 23Itai ketani, nokuti nyika izere nemhaka dzeropa, guta rizere nokuita nesimba. 24Naiɀoɀo ndicaʋuyisa marudzi akanyanya kuipa kwaɀo, iʋo ʋacatora dzimba dzaʋo; ndicagumisa ʋo manyawi aʋanesimba, nenɀimbo dzaʋo tȿene dzicaȿiɓiswa. 25Njodzi inoʋuya; ʋacatȿaka rugare, asi haruŋgaʋi’po. 26Njodzi icateʋerwa nenjodzi, guhu ricateʋerwa neguhu; ʋacandotȿaka kumuprofita ɀaakaʋona, asi murairo ucanyaŋgarikira muprista, namano acashaikwa kuʋakuru. 27Mambo ucacema, mucinda ucafuka kuparadza, namaʋoko aʋanhu ʋenyika acakaŋganiswa; ndicaʋaitira ɀakafanira nzira dzaʋo, ndicaʋatoŋga seɀaʋakafanira; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.
Zvasarudzwa nguva ino
Ezekieri 7: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: