Ʋakateŋgezana ʋaciimba, ʋacirumbidza nokuʋoŋga Jehova, ʋaciti: Nokuti wakanaka, nokuti nyasha dzake hadziperi kunaIsraeri. Ʋanhu ʋose ʋakapururudza nokupururudza kukuru pakurumbidza kwaʋo Jehova; nokuti nheyo dzeimba yaJehova dzakaŋga dzateyiwa.
Verenga chikamu Ezra 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ezra 3:11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo