Genesi 46
46
Jakobo unoenda Egipita.
1Ɀino Israeri wakabva neɀose ɀaakaŋga anaɀo, akaȿika Beeri‐sheba, akaɓayira Mŋari waɓaɓa ʋake Isaka ɀiɓayiro. 2Mŋari akataura naIsraeri neɀiratidzo ʋusiku, akati: Jakobo! Jakobo! Iye akati: Ndiri pano haŋgu. 3Akati: Ndini Mŋari, iye Mŋari waɓaɓa ʋako; usatya hako kuɓurukira Egipita; nokuti ndicakuita rudzi rukuru ikoko; 4ndicaɓurukira Egipita newe, ndigokudzosa ɀe ɀirokwaɀo; Josefa ndiye ucatsika meso ako. 5Jakobo akasimuka, akabva Beeri‐sheba; ʋanakomana ʋaIsraeri ʋakatakura Jakobo, ɓaɓa ʋaʋo, naʋana ʋaʋo ʋaɗuku, naʋakadzi ʋaʋo, neŋgoro dzakaŋga dzatumŋa naFarao kuti dziʋatakure. 6Ʋakatora ŋombe dzaʋo nenhumbi dzaʋo dzaʋakaŋga ʋawana munyika yeKanani, ʋakaȿika Egipita, Jakobo naʋanakomana ʋake ʋose pamŋe cete naye; 7ʋanakomana ʋake, naʋana ʋaʋanakomana ʋake pamŋe cete naye, naʋakunda, ʋake, naʋakunda ʋaʋanakomana ʋake, naʋose ʋorudzi rwake, ʋakaenda naʋo Egipita.
8Ndiwo mazita aʋana ʋaIsraeri ʋakaȿika Egipita: Jakobo, naʋanakomana ʋake, ʋaiti: Rubeni, ɗaŋgwe raJakobo. 9Naʋanakomana ʋaRubeni: Hanoki, naParu, naHezroni, naKarmi. 10Naʋanakomana ʋaSimeoni: Jemueri, naJamini, naOhadi, naJakini, naZohari, naShauri, waiʋa mŋanakomana womukadzi weKanani. 11Naʋanakomana ʋaRevi: Gershoni, naKohati, naMerari. 12Naʋanakomana ʋaJuda: Eri, naOnani, naShera, naPerezi, naZera; asi Zera naOnani ʋakafira panyika yeKanani. Ʋanakomana ʋaPerezi ʋaiʋa Hezroni, naHamuri. 13Naʋanakomana ʋaIsakari: Tora, naPuva, naJobo, naShimroni. 14Naʋanakomana ʋaZeburuni: Seredi, naEroni, naJareeri. 15Ndiʋo ʋanakomana ʋaRea, ʋaakaɓerekera Jakobo paPadani‐arami, nomukunda wake Dina; ʋanakomana ʋake naʋakunda ʋake ʋose ʋaiʋa ʋanhu ʋanamakumi matatu naʋatatu. 16Naʋanakomana ʋaGadi: Zifioni, naHagi, naShumi, naEzboni, naEri, naArodi, naAreri. 17Naʋanakomana ʋaAsheri: Imna, naIshva, naIshvi, naBeria, naSera, hanɀadzi yaʋo; naʋanakomana ʋaBeria ʋaiʋa Heberi, naMarkieri. 18Ndiʋo ʋanakomana ʋaZirpa, Rabani waakapa Rea, mukunda wake; wakaɓerekera Jakobo ʋanhu aʋa ʋanegumi naʋatanhatu. 19Ʋanakomana ʋaRakeri, mukadzi waJakobo, ʋaiʋa Josefa naBenjamini. 20Josefa akaɓerekerwa Manase naEfraimi panyika yeEgipita, ndiʋo ʋaakaɓerekerwa naAsenati, mukunda waPotifera, muprista weOni. 21Naʋanakomana ʋaBenjamini: Bera, naBekeri, naAshberi naGera, naNaamani, naEhi, naRoshi, naMupimi, naHupimi, naArdi. 22Ndiʋo ʋanakomana ʋaRakeri, ʋakaɓerekerwa Jakobo; ʋose ʋaiʋa ʋanegumi naʋanna. 23Naʋanakomana ʋaDani: Hushimi 24Naʋanakomana ʋaNaftari: Jazeeri, naGuni, naJezeri, naShiremi. 25Ndiʋo ʋanakomana ʋaBirha, Rabani waakapa Rakeri, mukunda wake; ndiʋo ʋaakaɓerekera Jakobo; ʋose ʋaiʋa ʋanomŋe. 26Ɀino ʋanhu ʋose ʋakaʋuya naJakobo Egipita, ʋakaŋga ʋaɓuɗa paciʋuno cake, ʋakadzi ʋaʋanakomana ʋaJakobo ʋasiŋgaʋereŋgwi, ʋose ʋaiʋa ʋanhu ʋanamakumi matanhatu naʋatanhatu. 27Ʋanakomana ʋaJosefa ʋaakaŋga aɓerekerwa Egipita ʋaiʋa ʋanhu ʋaʋiri; ʋose ʋeimba yaJakobo, ʋakaʋuya Egipita, ʋaiʋa ʋanhu ʋanamakumi manomŋe.
28Akatuma Juda pamberi pake kunaJosefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni. 29Ipapo Josefa akagadzira ŋgoro yake, akakwira Gosheni, kundosoŋgana naIsraeri, ɓaɓa ʋake; akaɀiziʋisa kwaʋari, akawira pamutsipa waʋo, akacema pamutsipa waʋo ŋguʋa huru. 30Israeri akati kunaJosefa: Ɀino ŋgandicifa haŋgu, nokuti ndaʋona ciso cako, kuti uciri mupenyu. 31Ɀino Josefa akati kuʋana ʋaɓaɓa ʋake naʋeimba yaɓaɓa ʋake: Ini ndicakwira kundoʋudza Farao, ndiciti kwaari: Ʋana ʋaɓaɓa ʋaŋgu, naʋeimba yaɓaɓa ʋaŋgu, ʋaigara kunyika yeKanani, ʋaȿika kwandiri; 32ʋarume aʋa ʋafudzi, nokuti ʋaipfuwa ɀipfuwo; ʋaʋuya namakwai aʋo, neŋombe dzaʋo, neɀose ɀaʋanaɀo. 33Ɀino kana moɗanwa naFarao, akati: Ƃasa renyu nderei? 34Muti: Ʋaranda ʋenyu ʋaiʋa ʋapfuwi ʋeɀipfuwo kubva paʋucece bgeɗu kuȿikira ɀino, isu namadziɓaɓa eɗu; kuti mugare munyika yeGosheni, nokuti ʋafudzi ʋose ʋanonyaŋgadza ʋaEgipita.
Zvasarudzwa nguva ino
Genesi 46: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: