Ɀino ʋanhu ʋakati ʋotaŋga kuwanda panyika, ʋaciɓerekerwa ʋanasikana, ʋanakomana ʋaMŋari ʋakaʋona ʋakunda ʋaʋanhu kuti ʋakanaka, ʋakaɀitsaurira pakati paʋose ʋaʋakaɗa kuʋa ʋakadzi ʋaʋo. Ipapo Jehova akati: Mŋeya waŋgu hauŋgarambi ucigara mumunhu nokusiŋgaperi, ɀaari wenyama ʋo hake; naiɀoɀo mazuʋa ake acaʋa makore anezana namakumi maʋiri. Paŋguʋa iyo kwakaŋga kunaʋanhu ʋarefu kwaɀo panyika, napashure ʋo, kana ʋanakomana ʋaMŋari ʋakapinda kuʋanasikana ʋaʋanhu, iʋo ʋakaʋaɓerekera ʋana. Ndiʋo ʋaiʋa ʋanhu ʋanesimba ʋakare, ʋakaŋga ʋakakurumbira.
Verenga chikamu Genesi 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesi 6:1-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo