Hosea 8:7
Hosea 8:7 SUB1949
Nokuti ʋanodɀara mhepo, ʋacaceka campupuri; haʋaneɀiyo pamunda; cipande haciŋgaʋigiri ʋupfu; kunyaŋge cikaɓereka, ɀicamedzwa naʋatorwa.