iye unoparidza kubva pakutaŋga iɀo ɀicaitika pakupedzisira, nokubva paŋguʋa yekare‐kare ɀinhu ɀicigere kuitwa, ndiciti: Ɀandakaraira ɀicamira, ndicaita ɀose ɀandinoɗa; ndinoɗana gondo ribve kumabvazuʋa, munhu wandakarairira abve kunyika iri kure; ɀirokwaɀo, ndakataura, ndicaɀiʋuyisa ʋo, ndakaɀitema, ndicaɀiita ʋo.
Verenga chikamu Isaya 46
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 46:10-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo