Asi haʋana‐kuterera, kana kurerekera nzeʋe dzaʋo, asi mumŋe nomumŋe waʋo wakaramba acifamba noʋukukutu bgomŋoyo wake wakaipa; naiɀoɀo ndakaʋuyisa pamsoro paʋo mashoko ose esuŋgano iyi, andakaʋaraira kuti ʋaaite, asi haʋana‐kuaita.
Verenga chikamu Jeremia 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremia 11:8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo