Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 47:1-2

Jeremia 47:1-2 SUB1949

Shoko raJehova, rakaȿika kumuprofita Jeremia pamsoro paʋaFiristia, Farao acigere kukunda Gaza. Ɀanzi naJehova: Tarirai, mvura zhinji inokwira icibva kurutiʋi rwokumsoro, icaʋa rwizi runopafuma, icafukidza nyika neɀose ɀiri’mo, neguta naʋagere’mo; ʋanhu ʋacacema, naʋose ʋagere munyika ʋacawuŋgudza.

Verenga chikamu Jeremia 47