Johane 17
17
Munyeŋgetero mukuru waJesu.
1Jesu wakataura iɀoɀi, akatarira kuɗeŋga, akati: Ƃaɓa, ŋguʋa yaȿika; kudzai Mŋanakomana wenyu, kuti Mŋanakomana akukudzei imi, 2seɀamakamupa simba pamsoro penyama yose, kuti ʋose ʋamakamupa, aʋape ʋupenyu bgusiŋgaperi. 3Ʋupenyu bgusiŋgaperi ndibgo, kuti ʋakuziʋei imi, Mŋari uri woga waɀokwaɗi, naJesu Kristu, wamakatuma. 4Ndakakukudzai panyika, ndapedza ɓasa ramakandipa kuti ndiriite. 5Ɀino imi Ƃaɓa, mundikudzei pamberi penyu nokukudzwa kwandaiʋa nako kwamuri, nyika isati yaʋa’po. 6Ndakaratidza ʋanhu, ʋamakandipa panyika, zita renyu. Ʋakaŋga ʋari ʋenyu, mukandipa iʋo, ʋakaceŋgeta shoko renyu. 7Ɀino ʋanoziʋa kuti ɀose‐ɀose, ɀamakandipa, ɀinobva kwamuri. 8Nokuti ndakaʋapa mashoko amakandipa, ʋakaagamucira, ʋakaziʋa ɀirokwaɀo kuti ndakabva kwamuri, ʋakatenda kuti ndakatumŋa nemi 9Ndinoʋanyeŋgeterera iʋo; handinyeŋgetereri nyika, asi aʋo ʋamakandipa, nokuti ndiʋo ʋenyu. 10Ɀose ɀaŋgu ndeɀenyu, neɀenyu ndeɀaŋgu; ndakudzwa maʋari. 11Ini handiciri munyika, asi iʋo ʋari munyika; ini ndinoʋuya kwamuri. Ƃaɓa ʋatȿene, muʋaceŋgete muzita renyu, ramakandipa, kuti ʋaʋe ʋamŋe, sesu. 12Ndiciri naʋo, ini ndaiʋaceŋgeta muzita renyu, ramakandipa; ndakaʋarinda, hapanomumŋe waʋo wakarashika, asi mŋanakomana wokurashwa, kuti Rugwaro ruitike. 13Asi ɀino ndoʋuya kwamuri; ndinotaura iɀi panyika, kuti ʋaʋe nomufaro waŋgu, wakazadzika maʋari. 14Ini ndakaʋapa shoko renyu, nyika ikaʋaʋeŋga, nokuti haʋazi ʋenyika, seni ndisi wenyika. 15Handinyeŋgeteri kuti muʋabvise panyika, asi kuti muʋaceŋgete panowakaipa. 16Haʋazi ʋenyika, seni ndisi wenyika. 17Muʋaite ʋatȿene muɀokwaɗi; shoko renyu iɀokwaɗi. 18Seɀamakandituma panyika imi, saiɀoɀo neni ndakaʋatuma panyika. 19Ndinoɀiita mutȿene nokuɗa kwaʋo, kuti naiʋo ʋaitwe ʋatȿene muɀokwaɗi. 20Handinyeŋgetereri aʋa ɓedzi, asi naiʋo ʋanotenda ʋo kwandiri neshoko raʋo, 21kuti ʋose ʋaʋe ʋamŋe; semi Ƃaɓa muri mandiri, neni mamuri; kuti naiʋo ʋaʋe matiri, kuti nyika itende kuti makandituma. 22Neni ndakaʋapa kubginya kwamakandipa; kuti ʋaʋe ʋamŋe, sesu tiri ʋamŋe; 23ini maʋari, nemi mandiri, ʋakwaniswe kuʋa ʋamŋe; kuti nyika iziʋe kuti makandituma, ʋuye kuti makaʋaɗa, seɀamakandiɗa ini. 24Ƃaɓa, ndinoɗa kuti aʋo ʋamakandipa, ʋaʋe ʋo neni apo pandiri, kuti ʋaʋone kubginya kwaŋgu, kwamakandipa, nokuti makandiɗa nyika isati yaʋambga. 25Ƃaɓa ʋakarurama, nyika hainakukuziʋai; asi ini ndakakuziʋai; naiʋaʋa ʋakaziʋa kuti makandituma. 26Ndakaʋaziʋisa zita renyu, ʋuye ndicariziʋisa, kuti ruɗo, rwamakandiɗa narwo, ruʋe maʋari, neni ndiʋe maʋari.
Zvasarudzwa nguva ino
Johane 17: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: