Tarirai, munhu, unorairwa naMŋari, unomufaro; Saka usaɀidza kuraŋga kwoWamasimba ose. Nokuti iye unokuʋadza, ndokusuŋga ɀe ʋaŋga: Unopxanya, maʋoko ake ndokupodza ɀe.
Verenga chikamu Jobo 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jobo 5:17-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo