Nehemia 3
3
Maȿiŋgo namasuʋo eJerusarema anoʋakwa ɀe.
1Ipapo Eriashibi muprista mukuru wakasimuka, nehama dzake ʋaprista, ʋakaʋaka suʋo ramakwai; ʋakarinatsa, nokutimika magonhi aro; ʋakarinatsa kuȿikira pashoŋgwe yeHamea nokushoŋgwe yeHananeri. 2Kurutiʋi rwake kwakaʋakwa naʋarume ʋeJeriko. Kurutiʋi rwaʋo kwakaʋakwa naZakuri mŋanakomana waImri. 3Suʋo rehoʋe rakaʋakwa naʋanakomana ʋaHasenaa; iʋo ʋakaisa matanda aro, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro. 4Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naMeremoti mŋanakomana waUria, mŋanakomana waHakozi. Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naMeshurami mŋanakomana waBerekia, mŋanakomana waMeshezaberi. Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naZadoki mŋanakomana waBaana. 5Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naʋaTekoi; asi ʋakuru pakati paʋo haʋana‐kuisa mitsipa yaʋo paɓasa rashe waʋo. 6Suʋo rekare rakagadzirwa naJoyada mŋanakomana waPasea, naMeshurami mŋanakomana waBesodeya; iʋo ʋakaisa matanda aro, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro. 7Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naMeratia muGibeoni, naJadoni muMeronoti, naʋarume ʋeGibeoni neMizpa, ʋaiʋa ʋoʋushe bgomuɓati mhiri kworwizi. 8Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naUzieri mŋanakomana waHarhaya, ʋapfuri ʋendarama. Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naHanania, mumŋe waʋaveŋganisi ʋeɀinonhuwira; iʋo ʋakasimbisa Jerusarema kuȿikira paruȿiŋgo rwakafara. 9Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naRefaya mŋanakomana waHuri, muɓati wehafu yenyika yeJerusarema. 10Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naJedaya mŋanakomana waHarumafi, pakatarisana neimba yake. Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naHatushi mŋanakomana waHashabeneya. 11Markia mŋanakomana waHarimi, naHashubi mŋanakomana waPahati‐moabi, ʋakagadzira rumŋe rutiʋi, neshoŋgwe yamaʋira. 12Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naSharumi mŋanakomana waHaroheshi, muɓati wehafu yenyika yeJerusarema, iye naʋakunda ʋake. 13Suʋo romupata rakagadzirwa naHanuni naʋakaŋga ʋagere Zanoa; iʋo ʋakariʋaka, ʋakatimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro, namakubiti anecuru cimŋe#3:13 Kubiti rimŋe kubva pagokora kuȿikira paminwe. oruȿiŋgo kuȿikira pasuʋo ramarara. 14Suʋo ramarara rakagadzirwa naMarkiya mŋanakomana waRekabi, muɓati wenyika yeBeti‐hakeremi; iye wakariʋaka, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro. 15Suʋo retsime rakagadzirwa naSharumi mŋanakomana waKori‐hoze, muɓati wenyika yeMizpa; iye wakariʋaka, akariisa ɗeŋga, akatimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro, ʋuye ruȿiŋgo rwedziʋa reShera pamunda wamambo, kuȿikira pamatanho anoɓuruka acibva muguta raDavidi. 16Wakamuteʋera pakugadzira wakaŋga ari Nehemia mŋanakomana waAzbuki, muɓati wehafu yenyika yeBeti‐zuri, kuȿikira pakatarisana namarinda aDavidi, ʋuye kuȿikira padziʋa rakaŋga raʋakwa, nokuimba yemhare. 17Ʋakamuteʋera pakugadzira ʋakaŋga ʋari ʋaRevi: Rehumi mŋanakomana waBani, nokurutiʋi rwake kwakagadzirwa naHashabia muɓati wehafu yenyika yeKeira, panɀimbo yenyika yake. 18Hama dzaʋo ndidzo dzakamuteʋera pakugadzira, Bavai mŋanakomana waHenadadi, muɓati wehafu yenyika yeKeira. 19Kurutiʋi rwake Ezeri mŋanakomana waJeshua, muɓati weMizpa, wakagadzira mumŋe mupanda, pakatarisana neimba yenhumbi dzehondo, pakona yoruȿiŋgo. 20Baruki mŋanakomana waZabai wakamuteʋera akagadzira nokushiŋgaira mumŋe mupanda, kubva pakona yoruȿiŋgo kuȿikira pamukoʋa weimba yaEriashibi muprista mukuru. 21Meremoti mŋanakomana waUria, mŋanakomana waHakozi, wakamuteʋera akagadzira mumŋe mupanda, kubva pamukoʋa weimba yaEriashibi, kuȿikira pakuguma kweimba yaEriashibi. 22Ʋaprista, ʋarume ʋeɓani, ʋakamuteʋera iye pakugadzira. 23Benjamini naHashubi ndiʋo ʋakaʋateʋera pakugadzira pakatarisana neimba yaʋo. Azaria mŋanakomana waMaaseya, mŋanakomana waAnania, wakaʋateʋera pakugadzira parutiʋi rweimba yake. 24Binui mŋanakomana waHenadadi wakamuteʋera pakugadzira mumŋe mupanda, kubva paimba yaAzaria kuȿikira pakona yoruȿiŋgo, kundoȿika ɀe pakona. 25Parari mŋanakomana waUzai wakagadzira pakatarisana nekona yoruȿiŋgo, neshoŋgwe inoɓuɗa paimba yokumsoro yamambo, iri paruʋazhe rwaʋarindi. Pedaya mŋanakomana waParoshi wakamuteʋera. 26(Ɀino ʋaNetinimi ʋaigara Oferi, kuȿikira pakatarisana nesuʋo remvura kurutiʋi rwamabvazuʋa rweshoŋgwe yakaɓuɗa kunze.) 27ƲaTekoi ʋakamuteʋera pakugadzira mumŋe mupanda pakatarisana neshoŋgwe huru yakaɓuɗa kunze, kundoȿikira paruȿiŋgo rweOferi. 28Ʋaprista ʋakagadzira pamsoro pesuʋo ramabiza, mumŋe nomumŋe pakatarisana neimba yake. 29Zadoki mŋanakomana waImeri wakaʋateʋera pakugadzira pakatarisana neimba yake. Shemaya mŋanakomana waShekania, murindi wesuʋo rokumabvazuʋa, wakamuteʋera pakugadzira. 30Hanania mŋanakomana waSheremia, naHanuni mŋanakomana wecitanhatu waZarafi ndiʋo ʋakamuteʋera pakugadzira mumŋe mupanda. Meshurami mŋanakomana waBerekia, wakamuteʋera pakugadzira pakatarisana nekamuri yake. 31Markiya mumŋe waʋapfuri ʋendarama, wakamuteʋera pakugadzira kuȿikira kudzimba dzaʋaNetinimi nedzaʋateŋgesi, pakatarisana nesuʋo raHamifekadi, kuȿikira pakamuri yokumsoro iri pakona. 32Pakati pekamuri yokumsoro pakona nesuʋo ramakwai, pakagadzirwa naʋapfuri ʋendarama naʋateŋgesi.
Zvasarudzwa nguva ino
Nehemia 3: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: