Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 13

13
Davidi unoʋimba nokuɓatsira kwaMŋari.
Kumutuŋgamiriri wokuimba; Pisarema raDavidi.
1Jehova mucandikaŋganwa nokusiŋgaperi kuȿikira rini?
Mucandiʋanzira ciso cenyu kuȿikira riniko?
2Ndicafuŋga mano mumŋeya maŋgu kuȿikira rini,
Ndineshuŋgu pamŋoyo paŋgu zuʋa rimŋe nerimŋe?
Muʋeŋgi waŋgu ucandikurira kuȿikira rini?
3Raŋgarirai, mundipindure, Jehova Mŋari waŋgu;
Venekerai meso aŋgu, ndirege kuʋata hope dzokufa;
4Muʋeŋgi waŋgu arege kuti: Ndamukunda;
Ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋarege kufara kana ndicizunuŋguka.
5Asi ndakaʋimba nenyasha dzenyu;
Mŋoyo waŋgu ucafara nokuponesa kwenyu;
6Ndicaimbira Jehova,
Nokuti wakandiitira ɀakanaka.

Zvasarudzwa nguva ino

Mapisarema 13: SUB1949

Sarudza vhesi

Pakurirana nevamwe

Sarudza zvinyorwa izvi

None

Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda