Mapisarema 135
135
Rwiyo rwokurumbidza Jehova, iye woga Mŋari waɀokwaɗi.
1Hareruya!
Rumbidzai zita raJehova;
Murumbidzei, imi ʋaranda ʋaJehova;
2Imi mumire mumba maJehova,
Muʋazhe dzeimba yaMŋari weɗu.
3Rumbidzai Jehova; nokuti Jehova wakanaka;
Imbirai zita rake nziyo dzokurumbidza; nokuti ndiɀo ɀinofadza.
4Nokuti Jehova wakaɀisanaŋgurira Jakobo,
NaIsraeri kuti aʋe fuma yake caiyo.
5Nokuti ndinoziʋa kuti Jehova mukuru,
Ʋuye kuti Ishe weɗu uri kumsoro kwaʋamŋari ʋose.
6Ɀose ɀaakaɗa kuita Jehova wakaɀiita,
Kuɗeŋga napasi, nomumakuŋgwa napakadzika pose.
7Unokwidza makore pamigumo yapasi;
Unoita mheni kuʋuyisa mvura;
Unoɓuɗisa mhepo panoʋigwa fuma yake.
8Ndiye wakaparadza mataŋgwe eEgipita,
Aʋanhu neeɀipfuwo.
9Wakatuma ɀiratidzo neɀishamiso mukati mako, iwe Egipita,
Pamsoro paFarao napamsoro paʋaranda ʋake ʋose.
10Ndiye wakaparadza ndudzi zhinji,
Nokuʋuraya madzimambo anesimba:
11Sihoni mambo waʋaAmori,
NaOgi mambo weBashani,
Noʋushe bgose bgeKanani;
12Akapa nyika yaʋo iʋe nhaka,
Iʋe nhaka yaIsraeri ʋanhu ʋake.
13Zita renyu, Jehova, riripo nokusiŋgaperi;
Munoraŋgarirwa Jehova, kuȿikira kumarudzi namarudzi.
14Nokuti Jehova ucatoŋga ʋanhu ʋake,
Nokuɀiɗemba pamsoro paʋaranda ʋake.
15Ɀifananidzo ɀaʋahedeni isirveri nendarama,
Muɓatowa maʋoko aʋanhu.
16Ɀinemiromo, asi haɀitauri;
Nameso ɀinawo, asi haɀiʋoni;
17Ɀinenzeʋe, asi haɀinzwi;
Hakuna‐kufema pamiromo yaɀo.
18Ʋanoɀiita ʋacafanana naɀo;
Ɀirokwaɀo, naʋose ʋanoʋimba naɀo.
19Imi ʋeimba yaIsraeri, rumbidzai Jehova;
Imi ʋeimba yaAroni, rumbidzai Jehova;
20Imi ʋeimba yaRevi, rumbidzai Jehova;
Imi ʋanotya Jehova, rumbidzai Jehova.
21Jehova ŋgaarumbidzwe paZioni,
Iye ugere Jerusarema.
Hareruya!
Zvasarudzwa nguva ino
Mapisarema 135: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

:
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018