Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ɀakazarurwa 17:8

Ɀakazarurwa 17:8 SUB1949

Cikara cawaʋona, caiʋa’po, hacici’po; coɗo‐kukwira cicibva mugomba rakadzika‐dzika kundoparadzwa; ʋanogara panyika ʋasina‐kunyorwa mazita aʋo mubuku yoʋupenyu kubva pakusikwa kwenyika, ʋacashamiswa kana ʋaciʋona cikara, kuti caiʋa’po, hacici’po, ʋuye cicazoʋa’po.