Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 11:28-29

1 VaKorinde 11:28-29 SNA2002

Zvino munhu ngaazviedze, kuti adye chingwa ichi achidaro, nokunwa mukombe uyu. Nokuti anodya nokunwa, asinganatsi kunzwisisa muviri waIshe, anozvidyira nokuzvinwira kurohwa.