1 Madzimambo 11:4
1 Madzimambo 11:4 SNA2002
Nokuti Soromoni wakati akwegura, vakadzi vake vakatsautsa mwoyo wake kuti atevere vamwe vamwari; mwoyo wake hauna kuzova wakarurama kwazvo kuna Jehovha Mwari wake, sezvakanga zvakaita mwoyo waDhavhidhi baba vake.

