1 Madzimambo 3:13
1 Madzimambo 3:13 SNA2002
“Ndakupawo zvausina kukumbira, pfuma nokukudzwa; naizvozvo hakungazovi mumwe pakati pamadzimambo ungafanana newe pamazuva ako ose.