2 Madzimambo 5:11
2 Madzimambo 5:11 SNA2002
Asi Naamani wakatsamwa, akabva, akati, “Tarirai, ndanga ndichiti, zvirokwazvo uchabuda kwandiri, akamira, akadana zita raJehovha Mwari wake, nokupuruzirapo noruoko rwake, agoporesa maperembudzi.