2 Samueri 7:22
2 Samueri 7:22 SNA2002
Naizvozvo muri mukuru, Jehovha Mwari, nokuti hakuna mumwe wakafanana nemi, hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu, sezvatakanzwa zvose nenzeve dzedu.