Dhuteronomi 28:12
Dhuteronomi 28:12 SNA2002
Jehovha uchakuzarurira pfuma yake yakanaka yokudenga, akupe mvura yenyika yako nenguva yayo; nokuropafadza mabasa ose amaoko ako; iwe uchapa ndudzi zhinji chikwerete.