Nokuti ndinoti kana ndotaura, ndodanidzira; ndinodanidzira, ndichiti, “Zvinoitwa nesimba nokuparadza!” Nokuti shoko raJehovha rakaitwa kwandiri chinhu chinoshoorwa, nechinhu chinosekwa zuva rose. Kana ndichiti, “Handichamurangariri, kana kutaura nezita rake,” ipapo mumwoyo mangu mava somoto unopfuta, wakapfigirwa mumapfupa angu; ndaneta nokutsungirira, handichagoni.
Verenga chikamu Jeremiya 20
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremiya 20:8-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo