Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 40:3-4

Jeremiya 40:3-4 SNA2002

zvino Jehovha wazvisvitsa, akaita sezvaakataura; zvamakatadzira Jehovha, mukasaterera inzwi rake, nemhaka iyo chinhu ichi chakauya pamusoro penyu. “Zvino tarira, ndinokusunungurira nhasi maketani ari paruoko rwako. Kana uchiti zvakanaka kuenda neni Bhabhironi, chiuya, ini ndichakuchengeta zvakanaka; asi kana uchiti zvakaipa kuenda neni Bhabhironi, chirega hako; tarira, nyika yose iri pamberi pako; chienda hako kwaunoti zvakanaka nezvakarurama kuti uende.”

Verenga chikamu Jeremiya 40