Jeremiya 8:7
Jeremiya 8:7 SNA2002
Zvirokwazvo, zvimudo, riri kudenga, rinoziva nguva dzaro dzakatarwa, nenjiva nenyenganyenga nekondo dzinorangarira nguva yokuuya kwadzo, asi vanhu vangu havazivi murayiro waJehovha.