Jeremia 8:7
Jeremia 8:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange shohori riri mudenga rinoziva nguva dzaro dzakatarwa, uye njiva, nenyenganyenga nekondo zvinocherechedza nguva yazvo yokutama. Asi vanhu vangu havazivi zvinodikanwa naJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 8Jeremia 8:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvirokwazvo, zvimudo, riri kudenga, rinoziva nguva dzaro dzakatarwa, nenjiva nenyenganyenga nekondo dzinorangarira nguva yokuuya kwadzo, asi vanhu vangu havazivi murayiro waJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 8Jeremia 8:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Inga wani kunyange shuramurove zvaro mudenga umu, rinoziva nguva yaro uye njiva kana mherepere kunyange nhapata dzinochengetedza nguva yadzo yokuuya wani. Asi vanhu vangu havamboziva zvavo murao waTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 8