Revhitiko 19:18
Revhitiko 19:18 SNA2002
Usatsiva, kana kugara wakatsamwira vana vavanhu vokwako, asi unofanira kuda wokwako sezvaunozvida iwe; ndini Jehovha.