Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 19:18 - Compare All Versions

Revhitiko 19:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“ ‘Usatsvaka kutsiva kana kugara nedaka nomumwe wavanhu vokwako, asi ida muvakidzani wako sokuda kwaunozviita iwe. Ndini Jehovha.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 BDSC

Revhitiko 19:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Usatsiva, kana kugara wakatsamwira vana vavanhu vokwako, asi unofanira kuda wokwako sezvaunozvida iwe; ndini Jehovha.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SNA2002

Revhitiko 19:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Usatsive kana kuita daka uchivenga vamwe vako. Asi ida mumwe wako sokuda kwaunozviita iwe pachako, ndini Tenzi ndinodaro.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SCLBD

Revhitiko 19:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Usatsiʋa, kana kugara wakatsamŋira ʋana ʋaʋanhu ʋokwako, asi unofanira kuɗa wokwako seɀaunoɀiɗa iwe; ndini Jehova.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SUB1949

Revhitiko 19:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Usatsive kana kuita daka uchivenga vamwe vako. Asi ida mumwe wako sokuda kwaunozviita iwe pachako, ndini Tenzi ndinodaro.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SCLB