Mapisarema 120
120
Munyengetero womunhu ari pakutambudzika
Rwiyo rworwendo.
1Pakutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha,
Iye akandipindura.
2Rwirai mweya wangu, Jehovha,
pamiromo inoreva nhema,
Naparurimi runonyengedzera.
3Iwe uchapiweiko, chinyi chichawedzerwa kwauri,
Iwe rurimi runonyengedzera?
4Miseve inopinza yeanesimba,
Namazimbe anopfuta omurara.
5Ndine ropa rakaipa zvandiri mutorwa paMesheki,
Zvandigere pamatende eKedhari!
6Mweya wangu wakagara nguva refu
Neanovenga rugare.
7Ini ndinoda rugare;
Asi kana ndichitaura, ivo vanotsvaka kurwa.
Zvasarudzwa nguva ino
Mapisarema 120: SNA2002
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© Shona Union Version 2002

:
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© Shona Union Version 2002