Mapisarema 128
128
Mufaro paimba pavanoshumira Jehovha
Rwiyo rworwendo.
1Vakaropafadzwa vose vanotya Jehovha,
Vanofamba munzira dzake.
2Nokuti iwe uchadya zvawakabatira
namaoko ako;
Uchava nomufaro, uye zvichava
zvakanaka newe.
3Mukadzi wako uchava somudzambiringa,
unobereka zvakanaka,
mukati meimba yako;
Vana vako vachava semiti yemiorivhi,
vakakomberedza tafura yako.
4Tarirai, murume anotya Jehovha
Acharopafadzwa saizvozvo.
5Jehovha achakuropafadza ari paZioni;
Uchaona kukomborerwa kweJerusaremu
mazuva ose oupenyu hwako.
6Zvirokwazvo, uchaona vana vavana vako.
Isiraeri ngaave norugare.
Zvasarudzwa nguva ino
Mapisarema 128: SNA2002
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© Shona Union Version 2002
Mapisarema 128
128
Mufaro paimba pavanoshumira Jehovha
Rwiyo rworwendo.
1Vakaropafadzwa vose vanotya Jehovha,
Vanofamba munzira dzake.
2Nokuti iwe uchadya zvawakabatira
namaoko ako;
Uchava nomufaro, uye zvichava
zvakanaka newe.
3Mukadzi wako uchava somudzambiringa,
unobereka zvakanaka,
mukati meimba yako;
Vana vako vachava semiti yemiorivhi,
vakakomberedza tafura yako.
4Tarirai, murume anotya Jehovha
Acharopafadzwa saizvozvo.
5Jehovha achakuropafadza ari paZioni;
Uchaona kukomborerwa kweJerusaremu
mazuva ose oupenyu hwako.
6Zvirokwazvo, uchaona vana vavana vako.
Isiraeri ngaave norugare.
Zvasarudzwa nguva ino
:
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© Shona Union Version 2002