你們將曉得真理、真理必定釋放你們。
Verenga chikamu 約翰傳福音書 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 約翰傳福音書 8:32
3 Mazuva
Jesu anoratidza zvinhu zvitatu zvakakosha zvinoita kuti munhu ave mudzidzi wake muvhangeri yaJohani. Izvi zvinosanganisira kukura murusununguko kuburikidza neShoko raMwari, kuda vamwe sezvaanotida, uye kurarama upenyu hunobereka michero nekubatana naMwari. Kwemazuva matatu tichatsvaka kuona zvinhu izvi zvinoonekwa pamudzidzi waJesu.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!