1 Madzimambo 18:46
1 Madzimambo 18:46 SCLBD
Simba raTenzi rakava naEriya; akakunya hanzu dzake muchiuno akamhanya ari pamberi paAhabhu kusvikira tava kundopinda muJezirieri.