1 Madzimambo 3:5
1 Madzimambo 3:5 SCLBD
Kwakareko kuGibheoni Tenzi akazviratidza kuna Soromoni mukurota usiku. Mwari akati, “Kumbira chaungade kuti ndikupe.”