1 Samueri 23:14
1 Samueri 23:14 SCLBD
Dhavhidhi akabva ava kugara murenje, mumapako munyika yamakomo kurenje reZifu. Izvozvo Sauro aingunomuvhima zuva nezuva, asi Mwari haana kumuisa mumaoko ake.