Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 3:5-6

2 Vakorinde 3:5-6 SCLBD

Hazvirevi kuti tinokwanisana nazvo pachedu kuti titi isu zvinobva kwatiri. Kukwanisa kwedu kunobva kuna Mwari akatiita kuti tikwanise kuva vashandiri vechitenderano chitsva chisina kunyorwa asi chomweya. Nokuti chakaitwa zvokunyorwa chiya chinouraya asi Mweya anopa upenyu.