2 Samueri 5:19
2 Samueri 5:19 SCLBD
Dhavhidhi akada kunzwa kuti Tenzi anotii nazvo, akati, “Ndoenda here kundorwisa vaFirisitia ava? Muchavaisa mumaoko angu here?” Tenzi akati kuna Dhavhidhi, “Enda zvako, nokuti zviri zvokuvaisa mumaoko ako, ndichavaisa mumaoko ako.”

