Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhanieri 8:19-21

Dhanieri 8:19-21 SCLBD

Akati: “Chinzwa ndava kukuzivisa zvichazoitika pakupedzesera chaiko kwehasha dzaMwari nokuti ndezvenguva yakatemwa yokumagumo. “Zvehondohwe yawaona iya ine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMidhi navaPezhia. Gotora rinomirira mambo wenyika yeGirisi nyanga huru yepakati pamaziso aro ndimambo wokutanga wacho.

Verenga chikamu Dhanieri 8