Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kutsinhira Mutemo 20:1

Kutsinhira Mutemo 20:1 SCLBD

“Kana moenda kuhondo kundorwa navavengi venyu musazoti kana maona mabhiza mazhinji nengoro nehondo yakakura kupinda yenyu mobva mavatya nokuti Tenzi Mwari wenyu akakuburitsai kuIjipiti, anemi.