Dhuteronomi 20:1
Dhuteronomi 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana muchienda kundorwa navavengi venyu uye mukaona mabhiza nengoro nehondo huru kupfuura yenyu, musavatya, nokuti Jehovha Mwari, uyo akakubudisai kubva muIjipiti, achava nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 20Dhuteronomi 20:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Kana ukabuda kundorwa navavengi vako, ukaona mabhiza, nengoro navanhu vakawanda kupfuura iwe, usavatya; nokuti Jehovha Mwari wako unewe, iye wakakubudisa panyika yeIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 20Dhuteronomi 20:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Kana moenda kuhondo kundorwa navavengi venyu musazoti kana maona mabhiza mazhinji nengoro nehondo yakakura kupinda yenyu mobva mavatya nokuti Tenzi Mwari wenyu akakuburitsai kuIjipiti, anemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 20