Kutsinhira Mutemo 24:16
Kutsinhira Mutemo 24:16 SCLBD
“Madzibaba haafanire kuurayirwa mhosva dzavana vavo. Vana havafanirewo kuurayirwa mhosva dzamadzibaba avo. Munhu pachake anofira mhosva yake iye pachake.