Kutsinhira Mutemo 28:15
Kutsinhira Mutemo 28:15 SCLBD
“Asi kana mukarega kuzoteerera zvataurwa naTenzi Mwari wenyu, kana kuchengeta mitemo nemirao yandiri kukupai nhasi uno, rushambwa irworwu rwose ruchakutibikirai.