Kutsinhira Mutemo 30:13
Kutsinhira Mutemo 30:13 SCLBD
Hausiri kumhiri kwegungwa zvokuti ungati, ‘Ndianiko angatiyambukire gungwa kundotiunzira murao wacho tiunzwe tiuchengete?’