Ezekieri 18:32
Ezekieri 18:32 SCLBD
Chikonzero ndechokuti handifariri kuti ani naani zvake afe.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. “Saka pindukai murarame.”