Ezekieri 18:32 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ezekieri 18:32 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti handifariri rufu rwomunhu upi zvake, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Tendeukai murarame!
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 BDSCEzekieri 18:32 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti handifariri rufu rwounofa,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha; naizvozvo tendeukai, murarame.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SNA2002Ezekieri 18:32 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti handifariri rufu rwounofa — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova; naiɀoɀo tendeʋukai, murarame.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SUB1949Ezekieri 18:32 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero ndechokuti handifariri kuti ani naani zvake afe.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. “Saka pindukai murarame.”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SCLBEzekieri 18:32 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Chikonzero ndechokuti handifariri kuti ani naani zvake afe.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. “Saka pindukai murarame.”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SCLBD